Ndinoda kukupa zvese Kwese kwandoenda Ndipei kutenda mwari Ndinoda kukuteverai Kwese kwandoenda Ndipei kutenda mwari Hupenyu hwedu hwuri mumaoko enyu Hamushanduke Zuro nanhasi Mwari makafanana Nemuhumbi wehari Kuiumba kana kuiputsa