Hu-hu-hu Wehu, wehu Wehu, wehu Hu-hu-hu Wehu, wehu Wehu, wehu (Alicious) Apo paya zvandaifunga tiri tese Tinodyira ndiro imwe, tiri vanhu vamwe Kuti, Kwete haiwa, mafungiro atosiyana haiwa Marotero atosiya haiwa Kwekuyenda kwatosiyana iwe Kana ndanga ndakoniwa, makadiiko kundiudzawo? Kana ndanga ndakoshiwa, makadiiko kundiudzawo? Vakatora mapfumo vakaunganidza Hanzi, Mubayei Hanzi, Mubayei Zvikanzi, Mubayei Vakatora mapfumo vakaunganidza Hanzi, Mubayei Zvikanzi, Mubayei Zvikanzi, Mubayei Dai ndaidzosera nguva kure Ndaida paya (paiva nechokwadi) Ndaida paya (paiva nerudo) Dai ndaidzosera nguva kure Ndaida paya (paiva nechokwadi) Ndaida paya (paiva nerudo) Kuti, Kwete haiwa, mafungiro atosiyana haiwa Mawonero atosiya haiwa Kwekuyenda kwatosiyana haiwa Ho-ho-ho-o Vakatora mapfumo vakaunganidza Hanzi, Mubayei Hanzi, Mubayei Zvikanzi, Mubayei Vakatora mapfumo vakaunganidza Hanzi, Mubayei Zvikanzi, Mubayei Zvikanzi, Mubayei Tarira munhu wangu Taidyidzana wani (wehu) Waive mumwe wangu (wehu) Pakaposheka ndepapi? Taiyanana wani Waive mumwe wangu (wehu) Pakapotseka ndepapi? (wehu) Pakatadzwa ndepapi?