Baba Namai Terera munzwe Yorire ngoma Baba namai Tererai munzwe Yorire ngoma Jaya nemhandara Mhururu nemheterwa Yorire ngoma Jaya nemhandara Mhururu nemheterwa Yorire ngoma Makwa nehosho zvopindirara Mhito nemitumba Yorire ngoma Makwa nehosho zvopindirara Mhito nemitumba Yorire ngoma Shasha yotsirimira nepapapo Gwenyambira nekokoko Yorire ngoma Shasha yotsirimira nepapapo Gwenyambira nekokoko Yorire ngoma Yorire ngoma, yorire ngoma baba Yorire ngoma, yorire ngoma chinzwa Shaura chikomana shaura we Shaura zvisikana shaura we eee Shaura chikomana shaura we Shaura zvisikana shaura we eee Shaura Zimbabwe shaurawo Shaura Zimbabwe shaurawe Kana Mozambique Mozambique Shaura Botswana shaura Botswana weee Kana Namibia shaura Hezvo Namibia shaura Yorire ngoma, yorire ngoma baba Yorire ngoma, yorire ngoma mu Africa Vanhukadzi muripikowowowo Vanhukadzi muripikowowowo KuMalawi we Nhai Malawi Shaura South Africa shaura Shaura South Africa shaurawo Kana PaZambia Zambia Angola woye Angola woye Shaura Tanzania shaurawo Shaura Tanzania shaurawe