Ndikoko kudenga
Ndikoko kudenga

Kunoshamisa Ikoko
Kusisina mitoro
Simbi dzorira, Ngirozi Ndzopemberera
Kunoshamisa Ikoko

Tichanoimba Hosanna! Hosanna!
Tichanoimba Hosanna! Hosanna!
Zuva iroro aa
Mwari mwakanaka
Tichanoimba Hosanna

We shall sing Hosanna!
We shall sing Hosanna!
Aaa, Glory Hallelujah
We shall sing Hosanna!

Makanaka, Jeso munoshamisa
Munoita minana nezviratidzo
    Página 1 / 1

    Letras y título
    Acordes y artista

    restablecer los ajustes
    OK