Munhu wenyama

Bling4

    Continúa después del anuncio

    Hmm (I'm on the beat, jay) four
    Pane pandosvikawo pane pandogumira
    Pane pandoshaya plan, pane pandogumirwa
    Ndine zvandovhika, ndine zvinondikurira
    Así kazhinji kacho pfungwa dzinondifurira

    Ndozopedzisira ndakuita hunhu hwandisingade kuita
    Ndozopedzisira ndakusvika kwandisingade kusvika (kusvika)
    Ndozopedzisira ndakunwa apa ndisingade kunwa
    Make sure kuti every weekend handirare kumba
    Handisi perfect (yeah)

    Ndiri munhu wenyama ndinomboshaya patience
    Ndinomboita ma-wrong move ndozoona later kuti ndabhaiza
    Ndombo-mover too fast, ndozoona later kuti ndabaiwa, yah
    But handidzokorodze same mistake yandakaita

    Handitarise vanhu vanozongosvika pavano-switcher (pavano-switcher)
    Ende handi-revenge rough yandenge ndaitwa
    Ndotaurira mwari ndovanoziva zvavachaita, yah
    Pane pandosvikawo, pane pandogumira

    Continúa después del anuncio

    Pane pandoshaya plan, pane pandogumirwa
    Ndine zvandovhika, ndine zvinondikurira
    Así kazhinji kacho pfungwa ndodzinondifurira

    Ndozopedzisira ndakuita hunhu hwandisingade kuita
    Ndozopedzisira ndakusvika kwandisingade kusvika
    Ndozopedzisira ndakunwa, apa ndisingade kunwa
    Make sure kuti every weekend handirare kumba

    Ndingori ghetto youth rikutsvagawo pekubuda napo (puu, puu)
    Chandonamatira ndechekuti mwari vandivhenekere
    Ndisarasike ndizive nzira yekufamba nayo
    Pandopinda muma-streets ndichingwavha madhiri ndichi-plus

    Ndizowana chekubuda nacho
    Ndasangana nezvakawanda, munhu ano-switcher paanenge ada
    Handisisina wando-truster (wandothemba naye) yah
    Handisisina wando-truster (wandothemba naye) yah

    Pane pandosvikawo pane pandogumira
    Pane pandoshaya plan
    Ndine zvandovhika ndine zvinondikurira
    Así kazhinji kacho pfungwa ndodzinondifurira

    Ndozopedzisira ndakusvika kwandisingade kusvika
    Make sure kuti every weekend handirare kumba
    No li-, no li-, limits

    Información de la canción

    Composición:

    ¿Los datos están equivocados?

    Enviar revisión