Nhamo dzangu

Bling4

    Continues after the ad

    Khule AJ, AJ, AJ
    Four
    Machisi nemogo ndozvega zviri mu-den mangu (zviri mu-den mangu)
    Ma-cigarettes (ma-cigarettes)

    Ndoandinoputa pese pandinofunga nhamo dzangu (nhamo dzangu) ya
    Yese yandirikuita nhasi ndirikuitira mangwana (mangwana)
    But sometimes ndombozvibvunza mibvunzo (mibvunzo)

    Kuti chiiko chandoraramira zvangu? (Mira zvangu)
    Kana nyika yacho ichindibata rough, ndichazofarawo ndafa
    Maybe kwenyu makapona (kwenyu makapona)
    Kwedu kune horror (kwedu kune horror)

    Kwedu kune madzikirira, tinongoshingirira mamhepo akatisungirira
    Hapana kana ma-handouts, kutangira ku-downfall
    Kutangira kujecha, uchienda, uchienda
    Vamwe vane ma-handouts, mdhara ndiChiyangwa

    Chavo kutora cash vachienda
    Kuti uwane rent unenge watatarika (tatarika)
    Kushandiswa naJigga, kujambiswa ma-speaker (ma-speaker)
    Zvese takaita, kwese takasvika (takasvika)

    Continues after the ad

    Hapana anokujega ukadonha, vanopembera zvika-flopper
    Izvozvi ndawana ka-piece job (piece job)
    But vano koma vakunditsoma, ndaisa peace order (peace order)
    Hama dzacho ndodzinotanga kukonzera disorder (disorder)

    Nhasi ndiri sober (ndiri sober)
    So pauchafona ndichangodaira ndoti ndiri Joza
    Machisi nemogo ndozvega zviri mu-den mangu (zviri mu-den mangu)
    Ma-cigarettes (ma-cigarettes)

    Ndoandinoputa pese pandinofunga nhamo dzangu (ya) ya
    Yese yandirikuita nhasi ndirikuitira mangwana (mangwana)
    But sometimes ndombozvibvunza mibvunzo (mibvunzo)
    Kuti chiiko chandoraramira zvangu? (Zvangu)

    Kana nyika yacho ichindibata rough, ndichazofarawo ndafa
    Maybe kwenyu makapona (makapona)
    Kwedu kune horror (kwedu kune horror)
    Kwedu kune madzikirira, tinongoshingirira mamhepo akatisungirira

    Hapana kana ma-handouts, kutangira ku-downfall
    Kutangira kujecha, uchienda, uchienda
    Vamwe vane ma-handouts, mdhara ndiChiyangwa
    Chavo kutora cash vachienda

    Unotongoona kuti ukasamira-mira ndeyekwako (ndeyekwako)
    Life yacho ndeyako (ndeyako)
    Saka nhamo dzacho ndedzako (ndedzako) yah
    Paunojumha gap, hauite mistake, unogara wapedza zveipapo (zveipapo)

    Vaimboganza vanotanga kuti, Ndeipi yako? (Madii?)
    Kuzama kuda kukwana-kwana muzhet rako (muzhet rako)
    Vanhu ndozvavari, vanenge vakuita kunge maface ako

    Cigarettes
    Yah
    Mangwana
    Mibvunzo

    Yah
    Kubhadhara
    Hamunyengetereke mu-dream
    Ndambonyengetera mu-dream
    Four

    Song details

    Composition:

    Did you see an error?

    Enviar revisão