Continúa después del anuncio

    Dzika Eriya
    Inga ndiwe mutumwa wedenga
    Dzika Eriya (dzika)
    Dzika Eriya
    Dzika Eriya
    Inga ndiwe mutumwa waMambo
    Dzika Eriya (dzika)
    Dzika Eriya
    Dzika Eriya
    Darika uchinditakura
    Usasiye Imanuwere Makandiwa (mutumwa waMambo)
    Dzika Eriya (mutumwa)
    Darika uchinditakura
    Usasiye Imanuwere Makandiwa (mutumwa waMambo)
    Dzika Eriya (mutumwa)
    Uchandiona ndimire ipapo pachiteshi
    Nemachinda toti Areruya! (mutumwa waMambo)
    Dzika Eriya (mutumwa)
    Uchandiona ndimire ipapo pachiteshi
    Nemachinda toti Areruya!

    Chakaramba kukakata chitundu musere musere
    Mungoro yemoto ndinoda nzvimbo Eriya
    Hatikwire nemanera (kudenga kure)
    Pasi rino rine makunun’unu rine maodza moyo
    Mungoro yemoto ndinoda nzvimbo Eriya (kudenga kure)
    Kwaziwai madzimai dai muri vamwe makumura gogo
    Mungoro yemoto ndinoda nzvimbo Eriya
    Hatifambe tichinanaira (kudenga kure)
    Tingadai tate---, dai tatenderana
    Mungoro yemoto ndinoda nzvimbo Eriya (kudenga kure)
    Dai tate---, dai tatenderana
    Mungoro yemoto ndinoda nzvimbo Eriya (kudenga kure)

    Continúa después del anuncio

    Chipo chiye chamakandipa chandivengesa
    Vanoshaya nechikonzero chiripachena
    Ngetani dzavakandisunga dzakangwanjama
    Joko ravakanditurika rakarembera
    Deno ndiri nhume yehondo ndaidzorera
    Asi changu chamakandipa kuyananisa
    Gomo riye ratakakwira takanamata (baba munengoni)
    Chikomborero chamakandipa kubata ndima

    Chakaramba kukakata chitundu musere musere
    Mungoro yemoto ndinoda nzvimbo Eriya
    Hatikwire nemanera (kudenga kure)
    Pasi rino rine makunun’unu rine maodza moyo
    Mungoro yemoto ndinoda nzvimbo Eriya (kudenga kure)
    Kwaziwai madzimai dai muri vamwe makumura gogo
    Mungoro yemoto ndinoda nzvimbo Eriya
    Hatifambe tichinanaira (kudenga kure)
    Tingadai tate---, dai tatenderana
    Mungoro yemoto ndinoda nzvimbo Eriya (kudenga kure)
    Dai tate---, dai tatenderana
    Mungoro yemoto ndinoda nzvimbo Eriya (kudenga kure)
    Hiya hiya hiya
    Hiya hiya hiya
    Hera hera hera (hera munoera)
    Hera hera hera (hera munoera)
    Hera hera hera (hera munoera)
    Baba (nekuti munoera
    Munoera (nekuti munoera)
    Aiwa baba munoera hera munoera)
    Aiwa baba munoera (hera munoera)
    Achasimuka mutendi weZiyoni
    Mambo ndewe Ziyoni

    Hona takokorodzana
    Hona chaunga
    Hukama taumba
    Kwedu tinodzana
    Kana kutamba tinogona
    Tarisa magwaro tigobvumirana
    Kuti gungwa iya ringa ranga rina erija
    Kweee here kwee kwee
    Ingoro yevatsevene (kweere kwee)
    Chinguri tapinda munzira tinosvika here (kweere kwee) kweeere kweere kweee
    Ingoro yevatsvene (kweere kwee)
    Chinguri tapinda munzira (tinosvika here)
    Ingoro yevatsvene (tinosvika here)
    Chinguri tapinda munzira (tinosvika here)
    Ingoro yevatsvene
    Chinguri tapinda munzira (tinosvika here)

    Información de la canción

    Composición:

    ¿Los datos están equivocados?

    Enviar revisión