Continúa después del anuncio

    tarirai mhuri yapera
    tarirai mhuri yapera baba vanguwe
    tarirai mhuri yapera
    inga makati vakafa vanorarama
    makati vakafa vachazomuka
    tarirai mhuri yapera
    tarirai mhuri yapera

    inga makati vakafa vanozomuka
    makati vakafa vachararama
    tarirai mhuri yapera
    tarirai mhuri yapera
    tarirai tarirai tarirai
    tarirai tarirai tarirai

    tarirai mhuri yapera
    tarirai mhuri yapera mwariwe
    vakomana
    tarirai mhuri yapera vakoma vakoma

    tarirai mhuri yapera
    inga makati vakafa vanorarama
    makati vakafa vachazodzoka

    Continúa después del anuncio

    tarirai mhuri yapera
    tarirai mhuri yapera
    inga makati vanofa vanozomuka
    makati vakafa vachazodzoka
    tarirai mhuri yapera wani
    tarirai mhuri yapera

    tarirai tarirai tarirai
    tarirai tarirai tarirai
    tarirai mhuri yapera
    ho hoo vakomana ka
    inga mhuri yapera pasi pano
    haiwaiwa mwari wangu
    babawe vakomana
    vana vapera vana vapera ava
    tarirai mhuri yapera

    vakagosikigweiko vana ava
    makavasikireiko vana imwi
    tarirai mhuri yapera
    tarirai mhuri yapera
    makavasikireiko vana vacho
    maivasikireiko vana ava
    tarirai mhuri yapera
    tarirai mhuri yapera

    tarirai tarirai tarirai
    tarirai tarirai tarirai
    tarirai mhuri yapera
    tarirai mhuri yapera mhamha
    tarirai mhuri yapera pasi pano vakomana
    tarirai mhuri yapera
    inga makati vakafa vanorarama
    makati vanofa vachazomuka

    tarirai mhuri yapera wani
    tarirai mhuri yapera
    makavasikireiko vana ava
    maivasikireiko vana vacho
    tarirai mhuri yapera
    tarirai mhuri yapera
    inga kutenda tinotenda wani

    tatenda tatenda wani
    tarirai mhuri yapera
    tarirai mhuri yapera
    tarirai tarirai tarirai
    tarirai tarirai tarirai

    Información de la canción

    Composición: Oliver Mtukudzi

    ¿Los datos están equivocados?

    Enviar revisión