wagona fani

Oliver Mtukudzi

Continues after the ad

Wakandifavor nerudo
Kuperera nechido
Ndikatsidzira ndinokuda
Ndotenda ndotenda wagona
Ndotenda ndotenda wagona
Kundirerera vana vangu wagona
Kundirayira vana ava wagona
Ndotenda ndotenda wagona
Ndotenda ndotenda wagona

Wakandifavor nerudo (umm)
Kuperera nechido, ndikatsidzira ndinokuda (umm)
Sei kundibata nekunze kweruoko? (kweruoko)
Sei muchindibata sendisi munhu?

Continues after the ad

Ndini mai vako, ndini mai vevana (vevana)
Ndini zvemai, mai vababa vako
Ndini mai ndakabara mese (mese imimi, ah wagona)
Ndini mai vako, ndini mai vevana (vevena)
Ndini zvemai, mai vababa vako
Ndini mai ndakabara mese (mese imimi, ah wagona)
Ndotenda ndotenda wagona
Ndotenda ndotenda wagona
Kundirezva ndadhiniwa, wagona
Pakuzotenda nemutupo, wagona
Kundipuruzira pandavaviwa wagona

Ndini mai vako, ndini mai vevana
Ndini zvemai, mai vababa vako (babawee)
Ndini mai ndakabara mese (mese imimi, ah wagona)
Ndini mai vako, ndini mai vevana
Ndini zvemai, mai vababa vako (babawee)
Ndini mai ndakabara mese (mese imimi, ah wagona)

Wagona
Mai vevana, wagona
Wagona
Mai vevana, wagona

Song details

Composition: nub ness

Did you see an error?

Enviar revisão