Ngatidzokerane

Young

    Continúa después del anuncio

    Ndakusuwa wandisuwa woye
    I can tell and u know kuti zviriko
    Une munhu wako ndine wangu woye
    I can tell kuti hazvisi bhoe
    Mumwe wangu patichasanga
    Hana dzedu dzinoroverana
    N u know kuti chinhu hwani chasara
    Kudzokerana kwasara, chinhu one chete chasara
    Kudzokerana kwasara

    Saka ngatidzokerane patichasanga
    Inini newe tinodanana ende tinonzwana ende ukutoda
    Saka ngatidzokerane patichasanga
    Ngatidzokerane patichasanga
    Inini newe tinodanana ende tinonzwana ende ukutoda

    Saka ngatidzokerane patichasanga
    Siya munhu wakoooo oh
    Ndosiya munhu wanguu
    Nekuti ndiwe munhu wangu, inini ndini munhu wakoooo

    Continúa después del anuncio

    Saka ngatidzokerane patichasanga
    Inini newe tinodanana ende tinonzwana ende ukutoda
    Saka ngatidzokerane patichasanga

    Kuti ndikukanganwe zvinondiremera
    Dayi ndataterera ndisina kuperera hona zvatava
    Tirikukanganisa vanotidaa
    Tovarwadzisa tichidzokerana zvinonyadzisa takaperera
    Chinhu one chete chasara
    Kudzokerana kwasara

    Saka ngatidzokerane patichasanga
    Inini newe tinodanana ende tinonzwana ende ukutoda
    Saka ngatidzokerane patichasanga
    Patichasanga patichasanga ah

    Información de la canción

    Composición:

    ¿Los datos están equivocados?

    Enviar revisión