Kana mweya mutsvene

Zimpraise

    Continues after the ad

    Kana Mweya mutsvene agara pamusoro pangu ndichatamba saDhavidha
    Kana Mweya mutsvene agara pamusoro pangu ndichaimba saMiriam
    Ndotamba-tamba ndotamba iwee
    (Kana Mweya mutsvene agara pamusoro
    Pangu ndichatamba) Ndichatamba saDhavhidha
    Ndoimba-imba ndoimba iwee
    (Kana Mweya mutsvene agara pamusoro
    Pangu ndichatamba) Ndichaimba saMiriam
    Ah hona heree Ah hona heree
    Ah hona heree Ah hona heree
    Kana mweya mtsvenee

    (Kana Mweya mutsvene agara pamusoro pangu ndichatamba saDhavhidha)
    Kana mweya mtsvenee hona vakomana
    (Kana Mweya mutsvene agara pamusoro pangu ndichatamba saDhavhidha)
    Kana mweya mtsvenee
    (Kana Mweya agara pamusoro pangu ndichatamba saDhavhidha)
    Ndotamba ndotamba hona, Mwari vangu vandigonera
    (Ndotamba-tamba ndotamba iwee ndichatamba saDhavhidha)
    Ndotamba ndotamba mkoma,, Mwari vangu vandiitira
    (Ndotamba-tamba ndotamba iwee ndichatamba saDhavhidha)

    Everybody
    Kana mweya mtsvenee hona
    Ndichaimba saMiriam (Kana Mweya
    Agara pamusoro pangu ndichaimba saMiriam)
    Kana mweya mtsvenee hona vakomana
    Ndichaimba saMiriam (Kana Mweya
    Agara pamusoro pangu ndichaimba saMiriam)
    Kana mweya mtsvenee hona vakomana Ah hona, hande
    (Kana Mweya agara pamusoro pangu ndichaimba saMiriam)
    Ndoimba ndoimba mkoma
    (Ndoimba-imba ndoimba iwee ndichaimba saMiriam)
    Ndoimba ndoimba hona
    Mwari vangu
    Munondiitira (Ndoimba-imba ndoimba iwee ndichaimba saMiriam)
    Ndoimba ndoimba mkoma,, Mwari vngu vandigonera
    Hande tioone (Ndoimba-imba ndoimba iwee ndichaimba saMiriam)

    Continues after the ad

    Hande tionee,, eeh eh
    Hande tionee,, eeh eh
    Vana vaPharoah vamunoona avaa,, shuwa hamuchazovaone zvee
    Vaida kuti tiparadzwe, así ndivo vaparadzwa nemvura wani
    Vaida kuti ndinyadziswe, así ndivo vanyadziswa
    Vaida kuti ndipusiswe, así ndivo vapusiswaa
    Ndotamba ndotamba mkoma
    (Ndotamba-tamba ndotamba iwee ndichatamba saDhavhidha)
    Ndotamba ndotamba mkoma
    Mwari vangu
    Vandikundisa (Ndotamba-tamba ndotamba iwee ndichatamba saDhavhidha)
    Ndotamba ndotamba mkoma Mwari vangu hande tionee
    (Ndotamba-tamba ndotamba iwee ndichatamba saDhavhidha)

    Hande tione vakomana
    Huya apa huya apa
    Nchataamba saDhavhidha (Ndoiimba saMiriam)
    Nchataamba saDhavhidha (Ndoiimba saMiriam)
    Nchataamba saDhavhidha (Ndoiimba saMiriam)
    Nchataamba saDhavhidha (Ndoiimba saMiriam)
    Hoo nchatamba ini
    Hee nchaimba ini (Nchataamba saDhavhidha (Ndoiimba saMiriam)
    Hoo nchatamba ini
    Hee ndchatamba ini (Nchataamba saDhavhidha (Ndoiimba saMiriam)
    Hona tamba tamba tamba mkoma, Hee nchaiimba
    Maoko (Nchataamba saDhavhidha) (Ndoiimba saMiriam)
    Hoo nchatamba,, (Nchataamba saDhavhidha) (Iye yee, Ndoiimba saMiriam)
    Hoo nchatamba,, Maoko maoko Hee nchaii, munhu wese
    (Nchataamba saDhavhidh) a (Iye iyee, Ndoiimba saMiriam)

    Hoo nchatamba
    Hee nchaiimba ini (Nchataamba)
    SaDhavhidha (Iye iyee, Ndoiimba saMiriam)
    Hona tamba tamba tamba mkoma, tamba tamba
    Hee nchaiimba (Nchataamba saDhavhidha) (Ndoiimba saMiriam)
    Hoo nchatamba,, Hee nchaii
    (Nchataamba saDhavhidha) (Iye iyee, Ndoiimba saMiriam)
    Hoo nchataa
    Hee nchaiimba ini (Nchataamba)
    SaDhavhidha (Iye iyee, Ndoiimba saMiriam)
    Hona tamba tamba tamba mkoma Hee nchaiimba
    (Nchataamba saDhavhidha) (Iye iyee, Ndoiimba saMiriam)
    Munhu wese ngatimboimba
    (Nchataamba saDhavhidha) (Iye iyee, Ndoiimba saMiriam)
    Everybody, (Nchataamba saDhavhidha) (Iye iyee, Ndoiimba saMiriam)
    Hoo nchatamba ini
    Hee nchaiimba (Nchataamba saDhavhidha) (Iye iyee, Ndoiimba saMiriam)

    Hona tamba tamba tamba mkoma
    (Nchataamba saDhavhidha) (Iye iye Ndoiimba saMiriam)

    Applause (Nchataamba saDhavhidha) (Iye iye Ndoiimba saMiriam)
    (Nchataamba saDhavhidha) (Iye iye Ndoiimba saMiriam)
    (Nchataamba saDhavhidha) (Iye iye Ndoiimba saMiriam)
    (Nchataamba saDhavhidha) (Iye iye Ndoiimba saMiriam)
    Ululation

    (Nchataamba saDhavhidha (Iye iye Ndoiimba saMiriam)

    Song details

    Composition:

    Did you see an error?

    Enviar revisão