Cifra Club

Mubayei (feat. The Unveiled)

Mubayei

Aún no tenemos los acordes de esta canción.

Hu-hu-hu
Wehu, wehu
Wehu, wehu
Hu-hu-hu
Wehu, wehu
Wehu, wehu (Alicious)

Apo paya zvandaifunga tiri tese
Tinodyira ndiro imwe, tiri vanhu vamwe
Kuti, Kwete haiwa, mafungiro atosiyana haiwa
Marotero atosiya haiwa
Kwekuyenda kwatosiyana iwe

Kana ndanga ndakoniwa, makadiiko kundiudzawo?
Kana ndanga ndakoshiwa, makadiiko kundiudzawo?

Vakatora mapfumo vakaunganidza
Hanzi, Mubayei
Hanzi, Mubayei
Zvikanzi, Mubayei

Vakatora mapfumo vakaunganidza
Hanzi, Mubayei
Zvikanzi, Mubayei
Zvikanzi, Mubayei

Dai ndaidzosera nguva kure
Ndaida paya (paiva nechokwadi)
Ndaida paya (paiva nerudo)

Dai ndaidzosera nguva kure
Ndaida paya (paiva nechokwadi)
Ndaida paya (paiva nerudo)

Kuti, Kwete haiwa, mafungiro atosiyana haiwa
Mawonero atosiya haiwa
Kwekuyenda kwatosiyana haiwa

Ho-ho-ho-o
Vakatora mapfumo vakaunganidza
Hanzi, Mubayei
Hanzi, Mubayei
Zvikanzi, Mubayei

Vakatora mapfumo vakaunganidza
Hanzi, Mubayei
Zvikanzi, Mubayei
Zvikanzi, Mubayei

Tarira munhu wangu
Taidyidzana wani (wehu)
Waive mumwe wangu (wehu)
Pakaposheka ndepapi?

Taiyanana wani
Waive mumwe wangu (wehu)
Pakapotseka ndepapi? (wehu)
Pakatadzwa ndepapi?

Otros videos de esta canción
    0 visualizaciones

    Afinación de los acordes

    Afinador en línea

    Ops (: Contenido disponible solo en portugués.
    OK