Cifra Club

Ndichatarisa

gemma griffiths

Aún no tenemos los acordes de esta canción.

When I'm afraid (ndinotya)
When I doubt myself thinking I might stray (pandinofungidzira kuti ndarasika)
There's only one place I look where I'm known by name (ndinotarisa nzvimbo imwe chete yandinozikanwa nezita)
I'll walk by faith when I'm afraid
(Ndinofamba nekuvimba pandinototya)

Ivai neni pandofamba (be with me along the way)
Nezvese zvandoita (and in all I do)
Ivai maziso angu
Ndione ishe
(Be my eyes
So I can see)
Ivai wanzira yangu
Ndifambe nemi
(Be my way
So I can walk with you)
Nezvese zvandoita
Bvisai zvakaipa
(In all I do
Remove all evil)
Mutoro worema
Ndinzwei
(This burden is)
Ndichatarisa kwamuri mwari
(I will look to you God)
Kana hupenyu hwangu worema
(When life is heavy)
Ndichatarisa
(I will look to you)
Oh mwari wangu
Mwari wangu (oh my God, my God)
Ooh
Ooh
Ndichatarisa
(I will look to you)
Oh mwari wangu
(Oh my God)

No I can't walk alone
(Handikwanise kufamba ndoga)
Can't do it all on my own
(Handikwanise kuzviita ndoga)
I need a guide
With enough light to see the path I'm on
(Ndinoda mubatsiri
Ndivhenekereiwo ndione pandinofamba)
I'm only human (ndingori munhu)
And I've gone through it (ndapfura pakaoma)
My shoulders heavy with the burdens
Can I do this? (Mafudzi angu akaremerwa
Ndinozvikwanisa here?)

Ivai maziso angu
Ndione ishe
(Be my eyes
So I can see)
Ivai wanzira yangu
Ndifambe nemi
(Be my way
So I can walk with you)
Nezvese zvandoita
Bvisai zvakaipa
(In all I do
Remove all evil)
Mutoro worema
Ndinzwei
(This burden is)
Ndichatarisa kwamuri mwari
(I will look to you God)
Kana hupenyu hwangu worema
(When life is heavy)
Ndichatarisa
(I will look to you)
Oh mwari wangu
Mwari wangu (oh my God, my God)
Ooh
Ooh
Ndichatarisa
(I will look to you)
Oh mwari wangu
(Oh my God)

Ndichatarisa kwamuri mwari
(I will look to you God)
Kana hupenyu hwangu worema
(When life is heavy)
Ndichatarisa
(I will look to you)
Oh mwari wangu
Mwari wangu (oh my God, my God)
Ooh
Ooh
Ndichatarisa
(I will look to you)
Oh mwari wangu
(Oh my God)

Otros videos de esta canción
    0 visualizaciones

    Afinación de los acordes

    Afinador en línea

    Ops (: Contenido disponible solo en portugués.
    OK